logo MP3
head_logo

Mark Ngwazi Taurai Madzoka Скачать

main img

Mark Ngwazi

Taurai Madzoka

44 Прослушиваний
10:10
Все треки Mark Ngwazi
Слушать
Скачать песню

Текст песни

Vana tete vanhasi
Hamusi masiyana here nana tete vekare

Vana tete vanhasi
Hamusi masiyana here nana tete vekare

Mukaritidzwa mukomana nemwana wehanzvadzi musatestire mwana wenyu

Mbudzi kuparira pavanhu
Mbudzi yitandirwei
Mavekui sakidzira seiko

Mbudzi kuparira pavanhu
Mbudzi yitandirwei
Mavekui sakidzira seiko

Vayimbi vanhasi
Hamusi masiyana here navayimbi vekare
Vayimbi vanhasi
Hamusi masiyana here navayimbi vekare

Sei kutora mimanzi isati yatsikiswa tomhanya kutsikisa
Muridzi paanozo tsikisa wotoitwa benzi mefans

Chandakadzidza muhupenyu
Tsindidzo hayigare muhana mbiri

Ukaronga rwendo usaita pahuro sepe datya
Unoudza neane mhepo inorambidza chakanaka kuti chiitike

Ariko munhu wekuti ukamuudza zvauri kuronga zvese zvinobva zvamira
Kumira kunge datya rakafira muhose pipe
Nyango kukweva nomuromo chadii mvura hai fambe
Unoita semunhu ariku dedza hove nemagnet

Hauzive anokuda neasingakude
Sei uchibva waudza vanhu ne twaka dzika dzika
Kupera kwe gore ndoda kutenga mota
Mwedzi uchipera ndakamirirwa kuNetherlands
Inobhururutswa nzira isati yasvika pachikiribani
Dzimwe nzendo taura wadzoka

Unya body finger too much power
Dzimwe nzendo taura wadzoka
Dzimwe love donzai munyerere
Dzimwe love donzai munyerere
Magweja pindai munyerere
Mugomba pindai munyere
Chako kupfeka perengende
Usiye nzoripa
Utakas ketai munyere

Zacheo dai akaudza vanhu kuti achazo kwira mumuti Jesu auuya
Haizosara awana miti yese yakatemwa nepasi
Dzimwe nzendo taura wadzoka

I don't blame people for disappointing you
I blame yourself for trusting them

I don't blame people for disappointing you
I blame yourself for trusting them
Trust nobody
Suspect everybody
Don't tell people about your vision
Dzimwe nzendo taura wadzoka

На странице доступен трек Taurai Madzoka от Mark Ngwazi. Слушайте онлайн или загрузите в один клик бесплатно на свое устройство.