logo MP3
head_logo

Jah Prayzah And The 3Rd Generation Band Mdhara Vachauya Скачать

main img

Jah Prayzah And The 3Rd Generation Band

Mdhara Vachauya

Слушать
Скачать песню

Текст песни

Wandinzwa ndichidaidzira dhiya
Ndikati dai wambotarisa nguva
Nekuti zvimwe pamwe mhepo ichauya
Asi ramba uchingopenya kunge zuva

Vakanetsa unoti mdhara achauya ahaha
Mdhara wacho ishumba inoruma ahaha
Unyerere uchingoshaina ahaha
Unyerere uchingoshaina ahaha

Kangoma kati kede kede aiwa tamba
Chirega kuramba uchingonanaira kunge kamba
Kamoto kerudo kamberevere musazokadzima
Vanosara vachingoringa ringa ndanovhima

Kuti dzive ngano, haiwa isungano
Ichi chirangano, chibvumirano

Vanoziva kuti mdhara achauya ahaha
Mdhara wacho ishumba inoruma ahaha
Unyerere uchingoshaina ahaha
Unyerere uchingoshaina ahaha

Ukandipa rudo ndogamuchira nemoyo wangu
Ukaramba angova madzikirira kuhope dzangu
Maona here chisikana chakachangamuka iruva rangu
Vakanetsa ramba uchingotsika tsika dhiya wangu

Kuti dzive ngano, haiwa isungano
Ichi chirangano, chibvumirano

Vanoziva kuti mdhara achauya ahaha
Mdhara wacho ishumba inoruma ahaha
Unyerere uchingoshaina ahaha
Unyerere uchingoshaina ahaha

Kangoma kati kede kede aiwa tamba
Chirega kuramba uchingonanaira kunge kamba
Kamoto kerudo kamberevere musazokadzima
Vanosara vachingoringa ringa ndanovhima

Kuti dzive ngano
Haiwa isungano
Ichi chirangano, chibvumirano

Vanoziva kuti mdhara achauya ahaha
Mdhara wacho ishumba inoruma ahaha
Unyerere uchingoshaina ahaha
Unyerere uchingoshaina ahaha

Wandinzwa ndichidaidzira dhiya
Ndikati dai wambotarisa nguva
Nekuti zvimwe pamwe mhepo ichauya
Asi ramba uchingopenya kunge zuva

Vakanetsa unoti mdhara achauya ahaha
Mdhara wacho ishumba inoruma ahaha
Unyerere uchingoshaina ahaha
Unyerere uchingoshaina ahaha
Unyerere uchingoshaina ahaha
Unyerere uchingoshaina ahaha

Ndanga ndina Oskid

На странице доступен трек Mdhara Vachauya от Jah Prayzah And The 3Rd Generation Band. Слушайте онлайн или загрузите в один клик бесплатно на свое устройство.